Return to search

High school teenage girls' knowledge and perceptions of the risks of Human immunodeficiency virus and acquired immune deficiency syndrome in Tshwane, South Africa

Summaries in English and Shona / Introduction
Despite wide spread information and knowledge of HIV and AIDS transmission, High school
teenage girls continued to engage in risky sexual behaviour in Tshwane, a District of Gauteng
Province of South Africa. Age-parity relationships between High school teenage girls and older
men known as “Sugar Daddies” or “Blessers”, who showered High school teenage girls with
money and expensive gifts, were believed to be spreading HIV. High school teenage girls
failed to negotiate condom use due to lack of autonomy, coupled with sexual violence, resulting
in HIV transmission. Consequently, Tshwane became one of the highest HIV burdened cities
in South Africa.
Purpose of the study
This study explored and described the High school teenage girls’ knowledge and perceptions
of the risks of human immunodeficiency virus and acquired immune deficiency syndrome in
Tshwane, a District of Gauteng Province of South Africa.
Method
The study used a quantitative approach. The data were collected using questionnaires. The
population comprised of all girls aged 15 to 19 at a selected High school. The sample consisted
of 109 girls. Systematic sampling was used. The study was conducted in the school hall of a
selected High school. Data were analysed using SPSS version 23 program.
Results
Generally, the High school teenage girls’ HIV knowledge was very high (84.4%) as compared
to their knowledge on AIDS (3.7%). Only 10.1% of the High school teenage girls knew what
the window period entailed. They were aware of HIV preventive measures evidenced by
abstinence ranking first (1) and had the highest score of five (5). 17.4% of the High school
teenage girls doubted the usefulness of the condom in combating HIV infection. Health care
workers were easily accessible (30.3%). The television was the most available mass media
(92%). The radio was most preferred (31%). High school teenage girls preferred to discuss
HIV related information with their peers and friends (50%). 42% of the High school teenage
girls preferred to discuss sex related topics with parents or guardians. Those who were below
18-years were 7.2 times less likely to have sex. 90% of the 19-year-old girls had had sex.
Therefore, High school teenage girls’ perception of HIV risk was low because they continued
to be involved in concurrent multiple relationships although 90% of those involved were using
condoms.
Conclusion
Although High school teenage girls proved that they had knowledge of HIV and AIDS, they
still had a low perception of HIV risk because they were involved in concurrent multiple sexual
relationships with older men. / Habedi, Debbie Kgomotso / Kunyangwe vane ruzivo rwechirwere cheshura matongo, vasikana vane makore ari pakati
pegumi nematatu negumi nemapfumbamwe vari kuenderera mberi nekuita unhu unoita kuti
vabatwe nechirwere cheshuramatongo (AIDS). Vasikana ava vari kudanana nevarume vakuru
kuvadarika vamwe masadzimba zvinoita kuti vatapurirwe utachiona hweHIV zvinoita kuti
vasikana vane hutachiona uhwu vawandise muguta reTshwane, mudunhu reGauteng munyika
yeSouth Africa. Vanasikana ava vanopuwa mari nekutengerwa mbozhanhre nenguvo
zvinodhura nekudya tunonaka. Nekuda kwekuti varume vanesimba rehudzvinyiriri
nekuvarwisa, muAfrica, vasikana ava havakwanisi kushandisa makondomu kuzvidzivirira
kubva kuhutachiona hweHIV. Ndosaka guta reTshwane raita mukurumbira munyika yeSouth
Africa nekuti vanasikana vane hutachiona hweHIV vari kuwandisa.
Gwaro iri rinoongorora nekutsanangura ruzivo uye maonero evanasikana huipi hwechirwe
cheshuramatongo muguta guru reTShwane, mudunhu reGauteng. Munyika yeSouth Africa. Mafambiro Egwaro
Gwaro iri riri kuongorora nekutsanangura ruzivo nemaonerwo anoitwa hutachiona hweHIV
nechirwere cheshuramatongo nevasikana vari pakati pemakore gumi nemakore matatu
nevanegumi nemakore mapfumbamwe pachikoro chesekonari chakasarudzwa mugutu guru
reTshwane, mudunhu reGauteng, munyika yeSouth Africa. Vasikana vaka pindura mibvunzo
pamusoro peruzivo rwavaiva narwo uye zvakanyangara zvinoita kuti vabatwe nehutachiona
hweHIV. Vasikana zana nevapfumbamwe ndivo vakapindura mibvunzo. Vasikana vakapindura
mibvunza yaiva pamapepa muhoro yepachikoro pavo.
Zvakabuda Muchidzidzo
Zvakaonekwa kuti vasikana vane ruzivo rwechirwere cheshuramatongo asi vane zvimwe
zvinhu zvavasinga nzwisisi pamusoro pechirwere ichi zvekuzvidzivirira. Vasikana havakwanisi
kupa mutsauko wehutachiona (HIV) nechirwere cheshuramatongo (AIDS). Vanasikana
vazhinji vanofunga kuti hutachiona hweHIV hunotapurirwana pakutsvodana uye pakushandisa zvimbuzi. Vasikana vazhinji havakwanisi kutsanangura nguva inogara hutachina hweHIV
mumuviri hwusati hwaonekwa kuti hurimo. Vasikana havana chokwadi chekuti makondomu
anogona kudzivirira hutachiona hweHIV kuti hwusapinda mumuviri nguva dzebonde.
Vadzidzisi vechikoro ndivo vakasarudzwa kuti vane ruzivo rwechirwere cheshuramatongo.
Vasikana havafariri kudzidziswa nezve chirwere cheshuramatongo nevabereki vavo.
Vanofarira kukurukura nezvechirwere ichi nevanhu vezera ravo. Vasikana vasingagari
nevabereki vavo vanoita bonde kudarika vanogara nevabereki vavo uye vanoita bonde
nevadiwa vazhinji vamwe vacho varume vakuru madzisaimba. Vasikana vanotaridza kusatya
kubatwa nechirwere chishuramatongo nemhaka yehunhu wawo hwakashata hweku danana
nevarume vazhinji uye kusashandisa makondomu nguva dzebonde. Mhendero
Zvidzidzo zvinopiwa vasikana zvinechekuita nezvepabonde zvinofanira kuongororwa
zvipamhidzirwe kuti vasikana vagone kuzvidzivirira kuchirwere cheshuramatongo.
Madzimudzangara netelevhizhoni zvino kurudzirwa kudzidzisa mitambo nedzimbo
dzinodzidzisa pamusoro pekudzivirira chirwere cheshuramatongo. Vabereki vanofanira
kudzidziswawo kuti vagone kudzidzisa vana vavo kuti vagone kuzvidzivirira kuti vasabatwa
nechirwere ichi. Vanasikana vanofanirwa kudzidziswa kushandisa makondomu pese
pavanoita bonde. Makondomu anofanira kuiswa pachena paano kwanisa kuwonekwa
nevasikana. / Health Studies / M.P.H. (Health Studies)

Identiferoai:union.ndltd.org:netd.ac.za/oai:union.ndltd.org:unisa/oai:uir.unisa.ac.za:10500/27291
Date09 1900
CreatorsChadyiwanembwa, Noliwe
Source SetsSouth African National ETD Portal
LanguageSepedi
Detected LanguageEnglish
TypeDissertation
Formatxvii, 134 leaves : illustrations, application/pdf

Page generated in 0.0183 seconds